Thursday, November 13

Ketina Achapedzisira Akutizwa Nevanhu Vese Paradzai Wauya Samaz Ega Ndiye Asara Kutoserwa

Ketty achapedzisira akutizwa nevanhu hunhu hwake hauite😀😀😀😀 hushamwari hwacho ndehwekubatirana banga here nhandi zviro zvachoHakuna munhu akakwana anoramba achitamba nemunhu anozvidedza kuti paradzai 🤔. Ayiti zvinosvikepi. Uya ndo life yake yeku paradza kuti awane MA stars PA fb 😂Ipapa ndopane danger yese 

Handina mashoko akawanda ndati kuchachemwa and as always Ketty kuzoona gore rapera pachachemwa pano paSocial media 

Ketty anoita seinda achipedza naRose achatsvaka umwe wekusveta ,shamwari dzaKetty hokoyoyi isu we are loyal to entertainment Paradzayi wauya

  • Share: