Ketina and Maitt Bullying tete Mildred kuti "mari yenyu muchapiwa ne Facebook or Gurundoro Tatelicious.
Facebook inosolver nyaya here or inozviitisa worse udzai vanhu nyaya yese yakitika kuti mublokwe first zvazokutsamwisai kuti muzotamga kuita madimikira munekakunyepa makamboti mari yakakweretwa na Tinashe feli asingazive.
Ehe chikwereti imari yenyu chiudzau reason yamakablojwa morondedzera pakuzoenda kwaGurundoro muchitaura nyaya muchisiya mamwe ma piece.chikwereti chiripo but why all of a sudden kuchinja magear .
Admin toti votadza juchinja sei munhu aruda nari yake give her her money stop this nonsense .