Saturday, May 03

Kikky Mwana Wana Nyathi Takambozvitaura Ephrage

Endai henyu kunyika kwamuri Kuda kuenda asi chenjerai kudzoka mwana abI blame Joyie and Gilbert why kuto feeler comfortable mwana achiitwa naye content especially muma Sora,Ivo vachingo sekereraKuhoro kwanyathi najoy ka57 morning kumukuku vaigara nemwana nhasi vane Mari mwana akudyiswa harurwa

 

 

 

Ephrage dai wangosiya mwana cos mwana uyu akazowana chinomuwana ndiwe unenge wakunzi suspect ukazovengena namukoma wakoatiwa chibharo na Efureji,Hana yenyu hairive here mwana achiitwa made maskit musango ???that's why tichizoti kikie hamumude zvachose 😭Garai nemwana pasati pashata

  • Share: