Thursday, May 02

Kikky Oti Pfutseki Wenyu Musada Kunyepera Kuti Munotida Makadii Kutida Kudhara Hatina Mbinga Kumberi Kwedu Tengererai Vana Venyu Ma Pumpers

Kikky Oti Pfutseki Wenyu Musada Kunyepera Kuti Munotida Makadii Kutida Kudhara Hatina Mbinga Kumberi Kwedu Tengererai Vana Venyu Ma Pumpers.

 

 

 

 

 

 

 

 

 

Kkk now I understand pamakati ma comments haanabass kk aaa c section yacho chaiyo iri bitter, Hes vanhu vangu love you guys andidi nemi mhani ndikunzwa kuda kuisa iri audio Chimbodzikamai hamusati mavanemari manzwa? Kiki kana usina zvekutaura nyarara tytie ataure at least amature akutaura zvinobatika. Saka Zuka ndiye akati itai henyu zvemupata.  But Makoti wedu akanaka kudarika murume uye anofitwa nehembe kupfuura murume love u Makoti wedu tarisa smile yamakoti
From Pretoria.

 

 

 


Mukandiona ndichifara chimbondisiyai life was never easy. I was born at a very young age, the first year of my life I couldn't even walk and before I turned 2 ndanga ndave kutonyimwa mukaka. Hesi kiki wakugona kudriver here these days or tytie ndiye Ari incharge nemotokari or licence yacho umbori nayo here bewise Ndokumbiraw kubvunz asi tayit sey uchiburisa zvinhu zvemugadz wako panze izvo zvichinzi I puraivheti Yako ndokumbiraw mhunduro ipapo Dont say kwamurikuenda inonzi kappa ino plz vanhu vaipa especially mazimba dont say plz.

 

 

 


Magirazi Ayo mukutogona kuverenga ma mhoroi edu hr atiri kukupai pano Guys kti muvapamuri nhasi it's yo fans muspote much taura nyobvo respect then yes toxiva kti kune vane godo bt tsuraiwo mune zvakanaka Tyt zvimwe siyana nazvo nhai tifadze tione mupata wamakoti Language yewe nhamo ndeyekungoshora , iyai basa imi Muchenjere kupedza fuel gys,GABA Ra Kiki rakapera kkkk Ummm asi vanhu ngatitende tisashorane muupenyu muchirikusimukawo musatuke vanhu Mwari vakanaka nguvadzose ndivo vega vanogona simudza marombe kubva muguruva I love u guys dzvanyai ipapo ... Maglass family kkkk but inni hauna kundipindura wanie nhai veduwee panhau yacho ye content creation iiiii ndakazama kutoti ku fcbuk ku watsApp haaa musandidaroo veduweee

  • Share: