Kahu down syndrome karipo hako pamwana uyu.Family iyi kukwana chaiko haina zvayo, chibaba chacho chichizhinyurira kuti mwana akuvhura mubrugwa aratidzwe huswa. This is bull shit.
Rubbish 🗑 🚮Taurai navo kuseri please ummm, she should parent that girl properly as a mother, kudzidzisa mwana ABC or counting even singing songs, buy her coloring books there's a lot to keep toddlers busyIzvezvi uchanzwa rimwe dofo richit Kiki akangwara Ava vanhu Havana dzidziso pamwana ngavatambe naye anodzidzisa vamwe vana mi sikanzwa
Ummmm it’s getting out of hand. Sometimes fazhi ne exposure zvakangonaka mxm does Nyatie knows kuti kune ma Social workers apa life yake haina privacy. Joy ukuzinyei asi kungo zhinya zhinya kunge Pegi apuhwa pondo Pa Koala meats munosvata kutozoti Pwiki ane pampers kwete uswa azviwanepi? It’s sad