Ini hangu zvakaitwa na King Solomon Zim vakawanda vanozviita kana maenda kumafaro saka hapana chashamisa zvacho. Fara zvako my husband iwe kana Saturday kwa freeman vhura hombe zvako. Vanhu vanoona pakaipa ko pananka pacho hamuoona
hereProblem Malloti anoda kuzvita kunge ariperfect asi iye aitove best frend na Colorful wacho of wch zvonzi birds of the same feathers izvezvi anotukira Natasha nyemba kushama iye anoshama zvingani...