Tuesday, April 07

King Solomon Zim Nhai Mwari Pakashata Apa

Ini zveguhwa ndiko kwangu manje handigarare ne juice yadai. zviri kunzi mkomana we sadza akaramba kuroora sisi tadie pa easter?‍♀️ zvino ave kunyimwa mwana nenyaya iyo

 

 

 

Tadie usadaro hausi kuda damage ukuda roora chete. Mwana uyu ana baba vake tadie asi iwe nemabhururu muri kuda kutoresa birth remwana mangwana ne surname yako zvinoita here inga anochengete mwana Solomon. Tinomuona me ma pamper zvese wani. Even this week

 

 

 

 haana kana picture nemwana ba sadza

Inga mese mukudyiwa nekudyana wani pamuri muri two maka mover on wani. Inga makaita move one wani mumwe ne mumwe ane wake wani. Tadie usadaro birth certificate ngariiswe surname ra baba kwete rako

 

 

 

 

 

Uye ugwarira shamwari dzakoIye Solomon akaramba achichingeta mwana iyeye atoreswa birth neSurname yebhebhi anenge achitopenga. It simply shows that apana chake chirikuwanikwa mumwana uyuIn short tikuti Tadie shamanic dzako ndidzo dzauya neguhwa ?????

  • Share: