Ko Mukuroverei Vakadzi? This Man Must Be Arrested!?
Note: this page does not support any form of violence! This clip is to raise awareness on GBV.What I know is hakasi kekutanga achirohwa munhu uyu and she is not reporting because
akagarira macurtain iwayo epink nematiles. Vanhu vachafira kunzi Mrs veduweMusunge nacamera man alsoNxaaaa n the truth is you wil never heal from this shaameeeeDaddy futi pakadai?itai megaKo kuzopfeka Tsimba manjeMangwana omuka akuti sorry handizive kuti chii changa chandibata unotozvishaya kut
pakudanana apa nevanhu vakadai Mwari vaive vatendera here kn kuti ndezvemusoro wedu cz munhu akambokuda before will never kick you like that heartless men must rot in jail aslong as chisiri chihure chaari kuroverwa munhu ndaasungwe???????️???????????