Monday, April 29

Ku Capetown Uko Chiiko Mukadzi Uyu Moreblessing Nyakunu Opisa Murume Moses Nemafuta Atofa Nhasi Iye Atiza Zvionerewo Kana Une Moyo Wakasimba

Uyu anonzi Blessing SHUMBA PAFACEBOOK akasiya auraya murume kucapetown kwakutiza

 

 

(13-04-24)Makadiii zvenyu hamadzadiwa ini ndinonzi Davison Mutukwa ndauyawo nenyaya yangu ndine munin'ina wangu anonzi Moses Mutukwa akapiswawo nemukadzi waaigarisana naye mukadzi wacho anonzi Moreblessing Nyakunu.... Akapiswa akaita 2wk ari muchipatara akazoshaika musi wa10 kuma 6pm..... Wakapisirwa nyaya yemari...Real name anonzi moreblessing nyAkuni frm mabiya mutare on facebook anonzi

 

 

 

 

 

blessing shumba Moreblessing wacho Akabva atiza nemari yese yaiwe mumba.... Hamadzadiwa tikukumbirawo rubatsiro kune wanokwanisa nekuti Moses akanga asina policy..... Kuti body ibve kucape town kusvika kwaari kuzoda kuvigirwa kumabiya Bvirindi village pakanzi pari kudiwa 27000r .... Kune war kuZimbabwe 0774411748 ndidzo number dzangu kune wari kuSA +27623543718 idzi ndedze hanzvadzi yangu iri ikoko.... 

 

Ndinotenda kune wachabatsira

 

 

 

Moreblessing nyaku...Aka Blessing shumba 😭😭😭waisa ngozi mumusha ,πŸ’”πŸ’”πŸ’”ko Wakadii kusiya mwana wevanhu ,Chiona hupenyu hwako hwahwekutiza mapurisa,woti Jeri woti ngozi, mjolo mjolo mjolo

 

Mhsrip

 

 

 

 

 

Ipapo munhu anenge asiya mhuri kumusha nekukura ikoku onojola hake

Hurai mufe

 

 

 

 

 

Mobhi ramba uchivhura hombeYhooo zvakaoma dai vababatwa unosvika pakupisa munhu ko kungosiya nhaimiUuumm vanhu kana marelationship akaramba siyai vana vevanhu vari vapenyu

  • Share: