Mutemo wangu handitye munhu ndozvimiririra semboro! Kunyararirwa hakusi kutyiwaba tenge tichizama kuti peace irambe iripo but kuzoramba uchipinza zita rangu kuti ndiri kutuma VANHU kukutuka yet kuseri tisina problem ndichazo reacter
Kana wadenhana nevanhu pedzeranai and leave my name out of your fights ipapa ndikatanga kudaira Moti ndakaipa! I fear nobody I don’t send people to
attack someone I can do it myself! Just understand that and stop acting like a toddler. Mention my name again let’s start from there!
Keep provoking me live irikuuya soon!@highlight