Breaking: kuEpworth kune mukadzi abaya murume wake nebanga hura hwakabuda panze. Mukadzi asungwa, murume amhanyiswa kuchipatara. Avo baba ndivo vapinda kuti vadziviridze
ndokubva vachekwawo. Vatoyendeswa kuchipatara as well.Zvanzi baba vabaiwa nemukadzi wavo kuEpworth Muporofita anobatsira vanhu zvekuti.
Madzibaba ava varwadziwa zvikuruMukomana uyu ndiye azomhanya akabata Amai vekubaya murume kuEpworth. Zvanzi vanga vakutiza. Vazosungurirwa netambo pamuti kuti vasatize kusvika mapurisa asvika.