Wednesday, August 20

kuMpumalanga zvinonzi vanhu vacho vari kudaR45 000 Family asking for help

Baba makadii tinokumbirawo rubatsiro tine mzkuru akakidnepwa kuMpumalanga zvinonzi vanhu vacho vari kudaR45 000

 

Family asking for help their number is ‪+27 79 Vanhu ava vanenge vachiziva kt iripo here kana kt vanongobata havo?Iri skiri iri rikutowedzera kukura ka and nothing is done🤷🏻‍♀️kungoita mistake one yekungoti ma zimba akuwunganidza mari to rescue mumwe mu zimba from kidnappers all zimbabweans will be in danger vakafunga mari vakungoto kidnapper mu zimba btr vaona kuti hana mari nekumba kwakabva akuna mari it wl save a lotThis is painful but let us also look on both angles.

 

 

 

 

 

Izvi zvikuitwa nemamwe mazimba knowing kuti if these pple confront yu maybe they will get something but that's very wrong. If yu look these cases are getting more and more day by day. Just my opinion Moreboys MunetsiEverytime I read these stories ndinodzokera futi mundangariro as if zvikotoitika futi

 

 

 

 

,ndaka healer hangu but reading these stories everyday yoh ndobatikanaMwari pindira vana vekumusha dai zvabvira madzoka kumusha than life yakadi and those people who capitalize nemari yakadai dai vawanirwa Nyasha sureMa suthu awo Mazama Zama from lesetho ndobasa ravo nyangwe vanoshanda Ku mine vazhinji vacho vaka kudhinepwa

  • Share: