Sunday, February 01

Kune maRobbers apinda mumba yekuNyatsime vachida kuba ndokubva vapfurwa naLandlord. One wacho abva afira ipapo

It will treated as Murder. He will be cleared by the courts after lengthy trial.Dai auraya vese hapana trial pedzai marobers Mutangadura akafa kusiya Mari yake neupfumi nguva isati yakwana itai kupfugama monanga mbavha

 

 

 

 

kunyangwe musoro urayai henyu povo irerukirweMarobbers anotongoda pfuti mumusoro straight saizvozvi zvekut

 

 

 

 

heee azouraya ehee aita self defense munhu haana zvaaikwanisa kuita koz iye nemhuri yake vaitozourawa vose sureJustice served! It's a good thing that perp got what they deserved. Hopefully, this serves as a serious lesson for any other troublemakers out there. Let's hope for more of these positive outcomes!Hope his gun is licenced.but he did a good job ??

  • Share: