Hide ID. Kuno kuKuwadzana muHarare pane mapurisa 4 anofamba nemidhudhudhu anouya kuita roadblock muRoad yemukati mudzimba well known as kumachurch ku3. Havanyori ticket vanomisa mota vakangopfeka maHelmet havadi kuonekwa maface avo.
Ini vakandimisa ndikati ndimi ani anotaura zvisinganzwikwe semunhu anenge ane helmet ndikati ko madii kubvisa helmet tanyatsoonana zvikanzi ibva pano. Ndikabva ndaenda hangu hapana changu chavakatora. Ndikazovaona futi paRoad yemukati mudzimba yeTynwald inopinda nepasi peFlyover ndakabva ndamiswa nemumwe wacho saka uya wandakamboti bvisa helmet anenge akaziva mota akabva siya uyo aende.
Chero une mapaper havashayi mhosva zvavo vakuda mari roadblock mulocation haiite zvayo nekutodxingirira mota