Hakuna order uko kwaMurefu vanhu vatsva nezuva vakamira panze. Hanzi mabouncer akurambidza vanhu kupinda
Kana asingarwadziwi naOriyano adii kunuisa paLineup, kunotora calaz uko achisiya Oriyano
.Saka vakatenga maticket ema200 US vachanzwa Album rakasiyana hereDzimbori ngavaiko kuchiri nezuva ndekpi imi 😒