Two years asiya chikoro , achiri kugara namai here or akatoroorwa Bybit? Akuratidza kukura ikozvino I hope anga asati bva pamba.
musandituke ndaita bp pandanzwa kuti akashaikirwa nababa akabva asiya chikoro. nyangwe akanzi haasisiri pamba please convert help yenyu yezvekuchikoro kubusiness awane and empower her awane zvinomuraramisa nekuchengeta mai vake. Two years itime yakareba stereki mwana akangogara pamba anopedzisira afunga kunoita
imba yakewo chero ari mudiki. kungofungawo zvangu , I hope I'm wrong . ????But waipfeka kepesi yegraduation wachiziva hawo idramaka mai awaPane imwe comment yandamboona achitonzi ane mwanaSo 2 years video ririmo zvaro mufon then Nyasha dzozongoti hoyoo mukana