Tuesday, June 10

Kwazvasvika Ma Zimba Kuisa WhatsApp Munhu Achi Zhakwaa

She is my sister Kani musadaro hanzi akabirwa phone munhu aku poster ma video mu statusSaka mukaka mavhara nemafuro here mainini 🀣🀣 uchandiuraya ne peer pressure apa muzera wangu hazvichatendi kkkkk makabuda zviri suwiti mwenewazvo...ziSoko rekumba kwedu. Ndokuda mupfanami βœŒοΈβœŒοΈβœŒοΈβ€οΈβ€οΈπŸ’πŸ’πŸ’

 

 

 

 

Pavanhu vandainwa navo nezuro pane akashandisa mbiya dzaiva pa kirawa kupakurira mazondo huya kuseri madzibaba vasati vaita mhiko πŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™Œ Ukaenda kutelegram unoona vachidyanana varipa live ndipo paunoona kuti nyika ma1

 

 

 

 

kuda kwangu nyaya ndiri busy kukwidza nekudzika kutsvaga nyaya yacho  Mwari kna ndiri tsikidzi ndiendesei zvngu kumbare ndinosveta fantan zvipereπŸ₯Ί

  • Share: