Ko uyu anemusoro unenge chitunha cheku Great Hope chakuda kuputika arikuda kuuraya mai tt nekuda kweyi???? dakukudzingisa basa shingi wakumamira mundiro ntombizana........Pavanhu vandainwa navo nezuro pane akashandisa mbiya dzaiva pa kirawa kupakurira mazondo huya kuseri madzibaba vasati vaita
kuda kwangu nyaya ndiri busy kukwidza nekudzika kutsvaga nyaya yacho Mwari kna ndiri tsikidzi ndiendesei zvngu kumbare ndinosveta fantan zvipere🥺She is my sister Kani musadaro hanzi akabirwa phone munhu aku poster ma video mu statusSaka mukaka mavhara nemafuro here mainini 🤣🤣
uchandiuraya ne peer pressure apa muzera wangu hazvichatendi kkkkk makabuda zviri suwiti mwenewazvo...ziSoko rekumba kwedu. Ndokuda mupfanami ✌️✌️✌️❤️❤️🐒🐒🐒KO zvavanoti vanorova wani KO vakadzorohwa Seiko futi nhaiNdiri CIO ini aah 🤣🤣🤣🤣🤣🤣