#Misssing Child [10/4, 04:48] +263 77 283 6643: Hama woyeee ndbatsireiwo kutsvag mwan wank akabud nezuro masikat kuma1 mukoman ane6 years kusvik izvezv hatis kumuon
[10/4, 04:50] +263 77 283 6643: Mwana wank ndrikwamutare ???
[10/4, 04:52] +263 77 283 6643: Lawrence Machimbidza ndrikumushay ndrikwmutare vaneng vamuonawo ndibatei 0772836643 vabud vari 2 nemumwe ane16 years asii ane16 pfungwa dzake hadzin kunyatsokwa zvshoma shoma
[10/4, 04:59] +263 77 283 6643: Havan kudzok vese asii akoo kangu kabuda nefoni yako kuma7 yamboit ndobv yadzimwa
[10/4, 04:59] +263 77 283 6643: Ok police takaend nezuro
[10/4, 05:00] +263 77 283 6643: Muhombe haas wank ndewamai vandoloja navo
[10/4, 05:07] +263 77 283 6643: Eheee and mukoman mukur chro kubasa aitoend egaa