Wednesday, May 01

Lazzie T Obata Snipper Panonaka Ngaachengete Mwana WaChipo Munhuasina Mawoko Kuchengeta Mwana Wega Asi Murume Mukuru Anezvese Kuchemera Motor

Lazzie T Obata Snipper Panonaka Ngaachengete Mwana WaChipo  Munhuasina Mawoko Kuchengeta Mwana Wega Asi Murume Mukuru Anezvese Kuchemera Motor

 

 

 

 

Ko kana ariye akatsimbirirwa na chipo zichidya hausi kriona here iro or zvakaitikawo wakadhakwa ko akati chirema hachidiwo mwana ndiyani ka jah man kanongohakirawo aka. Ummmmh kuita mwana nachipo haisi problem vaka bvumirana Chipo munhu tese totoziva kuti she's a btful lady asi kana asi kuchengeta mwana ipapo ngagadzirise.

 

 


There!!!! You've said it!!!! Ngarichengete mwana iro!!! Iko kuzosiya mwana nemunhu ane so many challenges!!??? Nxaaa NONSENSE Ndaseka hangu hanzi chipo asina maoko kwakutsimbirira 🤣🤣🤣🤣🤣🤣hant aitodawo here chipo wacho You have said well pakuzoti asina maoko zvakangoenda nepamwe hazvo bt chipo munhu akaitawo sesu she deserves pleasures of life aah

 

 

 


Ir Wicknell Chivhayo Jnr tengerai henyu Chipo Muchegwa fans Chipochashe Muchegwa moisa personalised number plate yakanzi @SNIPER KKKKKKKK ZimCelebs Official Iiiiiiii vayorenziiii puriziii papa ikodzerooo yekuchengwta mwana wao asiiii shuvirooo yanguu ndeyekutiii chipo ngaapuweo yake mota her personal car Kkkk ko chance yacho Sniper akamboiwana ceiko asi Chipo anga anzi huya ndineka collabo katikuda kubika

  • Share: