Thursday, May 01

Linda Nyaya Yakaoma Iyi Mu Jorbug

 makadii zvenyu sorry kuuya ku inbox tirikutsvakawo mwana wehanzvadzi yedu anonzi Linda ayigara ku Jorbug isu nemhuri takaguma kutaura naye musiwa 31 December munhu anogara ari active

 

 

 

 

pama social media ese but akapedzisira ku poster December number ye what's haisi kuita chero ma calls haiite tinongoda kuziva kuti mupenyu here ndichaisa mapic ake pazasi

  • Share: