Saka Vecco zvikureva kuti apana munhu wakaendesa zvee.Mari dzeprocess aitora Ogara kana mwedzi ozokuudza kuti Visa Raramba apa Mari anenge atoisa muhomwe paunodzokera uchiti refund anobva abata 20perc yake mukoma ..
Mari yemahara pamusoro pazvo mopihwa ma fake visa ?kune mai vakarambwa nemurume nenyaya iyoyo.kangani tichikuudzai asi maienda NE rweseri Mama vee Kuda Mari nemusodzi yevanhu uchafira muJeri wainyatsoziva kuti zvinhu azvisi straight
but wairamba uchi influencer vanhu hako .wakambozviita pa E creator futi ..uchazvikanganisira brand rako..Zvekuti Mari muchaiwana akuna Mari yamuchawana Mari yakadyiwa nemahuree Ake plus ma band Mari hasisina mukomana Mama VeeMari
kwamuchaiwana hakuna henyu maghost aigara achikupai warning ma socialites maingoramba muchienda chete ? zvino muchaita sei mukomana ahasisina Mari Mama Vee dai matounganidza Mari mapa vanhu Mari dzavo