Wednesday, February 04

Ma Zimbabweans Abatwa KU Pretoria

Makadii pano vakoma vamurikuona avoo,mazimbabwean vakabatwa vachibata vanhu ngudzu ku Pretoria,vakarangwa zvakaomarara parizvino vakasungwa variku mapurisa,vana vekumusha ngatishandei please,soft life inouraisaAnyone doing

 

 

 

 

wrong things must face the consequencesNyengerwai navanhu kunzi ponda asi yave ngozi unokuvadzisa dzinza rose nekudakwako unoda kuonekwa ukabva pazviri unobveikoPretoria yanyanya mbavha and 95% vana vekumusha

  • Share: