Mabrijo usanyepere vanhu kuti ukudanana na Metico Zw udza vanhu chokwadi kuti ndiripakushanda kukudzira matico page iro ndiro babe Ra matico iwewe imboita zvekuchengeta mwana.
Matico ita zve content nemukadzi wako kwete kumunyudzisa nana mabrijo nenyaya yekuda kukudzirana mapageMetico Zw
achatogone kugarisika achingoti ndi poster ndoda page rifambe ndoda kutanga businessNdaona. Mupata wemagaro a Metico kuseni akamonera tauro repa jambanja pa hotera pamai itai nababa Rudo