Thursday, November 13

Mabrijo Ari zmukadzi Wasabhuku Wechi5 Vs Ave WaTawaz

Shuwa denga rine nyasha mabrijo apo akabereka mwana anga ari mkadzi we# 5 akaroorwa nasabhuku ndobva asiya ezvino akutogara natawaz very soon muchato isa amen uko👏🙏Akanaka akazvibira kutsvaka handikwake baa😂😂😂😂

  • Share: