Mabrijo kudhakwa hereKo kuita kunge amedza munhu 😒🤣🤣🤣🤣🤣 haana hukama na skomota here pane tuma features turikuwandira kuna skomota😩😩
Adhakwa kusvika akanganwa kudzosera dumbu mukatiKkkkkkkkk vakafamba zvakanaka here kusvika kumba haaa huye sry katatuNdi Mabrijo here thanks kune vachabatsira