Sunday, August 10

Mabrijo Ovhunza Greatman ZveBonde

Mabrijo Ovhunza Greatman ZveBonde. Huuum evn if Yu want to Kno , unoda kuishandisei information yacho. Learn to respect others weduve ah . Pane zvimwe zvinhu zvausingafanire kuita majokes nazvo bcz it's very sensitive. Go for practical lessons , that's when you will see the reality not asking isu zvedu tisina zvatoziva pazviri.

 

He is overated,hapana bota rinodyiwa apa.Dzingori nharo chete.Kusimbira kumuromo se pinjisi. Seka huruma wafa vanhu ndimi munomunga greatman kana akuzokupindura moti anepamuromo. Same question will also be directed to her kuti murikuzviita sei pabonde imi muri chibage chakapfukutwa. Matambiro avo imi musada kurwisanisa vanhu varikuda ma likes ava

  • Share: