Sunday, May 05

Madamboss Heartbroken To Find Our Her Friend Rue Paper Flowers Akashaya 2 Weeks Ago

RIP Rue Ndarwadziwa ufunge she died 2 weeks ago only to find out today kuti haasisipo. guys let’s keep on checking on each other kana munhu arova just make a phone call ungomubvunza utano. Thank you Rue's Paper Flowers takashanda tese zvakanaka pano paNyika mukadzi aifara uyu mhani .,,yoh pasi harigute

 

 

 

  • Share: