You don’t need kuti unzi celebrity kuti upiwe mari naZuka, u don’t need connections, u don’t need kupostwa kupage kwanhingi, u don’t need kuchinjiswa content nevanhu, u don’t need kugona kutaura chirungu
chakanaka kuti upiwe mari naZuka😂chero vanhu vakati tsvaga basa or uri dofo hauna kudzidza just focus, isa zvitanda munzeve upiwe mari naZukaNext year 1Million followers tobva ta retireðŸ™Kiki is the living the life that most women dream of. Keep Kuku this is beautiful