Madzibaba vazobatwa vari mumba memunhu ???♂️ Regerayi zvevakadzi vevanhu please
Yuhwiii zvivindi to go do such mumba neumwe murume kuSizer last number bhura bothIzvi zvekurova chikomba it's a sign
of defeat and accepting kuti mukadzi wangu ihure but andidi munhu paari 90 % yevakadzi vevanhu vakuhura vakuto nyenga varume avaI blame murume wacho anohurirwa he is embarassing himself not madzibaba avoNgavarove vese nemukadzi wacho