Since there are many unclaimed bodies in Mahikeng Provincial Hospital (North West)Kana une hama yenyu yamusirikuona yakauya SA please visit the hospital.Ngatigarei tichitaura
nehama dzedu purizi.musi unopinda munhu mudambudziko hauzikanwi.vana vanozongosara dzave nherera vagotadza kuziva kana kuti guva remubereki riripapi.vanenge vachingoziva kuti akanzi akayenda joni havana kuzombonzwika nezvavo.Upenyu hwese mwana aine stress izvo nyamba mubereki akatofa
akazovigwa nemabhanditi zvake Communication ngaikoshe vabereki .shamwari dzako joni ikoko ngadzive nenamba dzehama dzako uchitombotaurao navo ipapo chero mufon mako muine data ita semusina pota uchitaura nefon dzeshamwari dzako kuhama dzako .mangwana haazikanwe