Tuesday, November 18

Mai Aisha Caught Cheating NeChikomba

Kubatwa chaiko! Zuro manheru paHighfield kwakabuda mashoko anonetsa apo Mai Aisha, mukadzi anozivikanwa nevakawanda munharaunda, vakabatwa nemurume wavo vari muimba nevakomana vaainge vachidhakwa navo chinyararire. Zvinonzi murume wacho akanga abva kubasa asina kuzivisa, ndokuuya kumba akawana musuwo wakavharika zvine chekuti achibva amanyira kupinda — ndipo pakabuda drama.

 

  • Share: