Kudza baba vako namai vako kut mazuva ako ekurarama agowedzerwa panyika.kana tichiti baba vako namai vako hatibvire vakakubereka.naivava vabereki kwatiri kana tichivaona,uye mhosva dzemwana wavo hadzinei navo.amenWakaona uri munhu anotuka vabereki vako or veumwe there is something wrong with you psychologically.you are a sad person,you don't know love.you have never been loved.its a shame!!Zvinongodawo hunhu soo vanhu ava vanhu vakuru vanongodawo ruremekedzo besides kuti vane machurch asi respect sevanhu vachena bvudzi . Kana baibheri rinodaro waniThis is the only part that make me feel bad about what happened to mai tt,kunyadzisa vabereki shuwa hapana mubereki asingadi kuti mwana wake aite zvakanaka.Ndichiona face yababa ava musi we surprise vachitenda mukwasha ndotoona kunge baba vangu.Dai muri vamwe masiyana nevabereki vake.Mamwe ma Zimba soo kaa .
The caption on this post was thought provoking kuti ma clients a Ketile meaning she is making money on Facebook nekutuka vanhu vakuru.
Hapana pambonzi vabereki ngavatukwe but we wanted to spark a discussion about it.
Many of us are blocked kwa ketile and I hope she sees some of the comments here l, kutuka vabereki is not good at all..vari kuti vabereki ngavatsiure mwana wavo makamboona vana vanonetsa here imi seuya uya mukati anotsiurika here ?
Let's discuss and engage zvisina ma emotions and hopefully somehow Ketile comes across this post and reconsiders her actions.Ndozvinorwadza ketty zvekuona ma family ane love ne unity because she comes from a very broken dysfunctional familyMa clients a Ketile,vakachena zvavo.
Info News
IT Certifications & Tech Careers: Boosting Professional Skills
IT certifications help individuals advance their careers in technology. Certifications like AWS and cybersecurity are in high demand.
Keywords such as “IT certification training” have strong CPC. Content should provide learning paths and career benefits.
Educational content attracts motivated users and improves rankings. This niche performs well due to career-focused searches.
Financial Planning Insight
Making informed financial decisions is critical when dealing with loans, credit repair, or debt consolidation. Choosing the right financial products can significantly impact your long-term stability and credit profile. It’s important to compare lenders, understand interest rates, and evaluate repayment terms before committing.
Searches such as “best personal loan rates” or “credit score improvement strategies” reflect strong financial intent. Using trusted financial tools and expert guidance can help you reduce risk and improve your financial future.