Mai Jilimbi vadzingwa namai titi sembwa ???neku supporter kunoita Mai vaye kuvanyadzisa kudaro ? vasina kuona video ndauya naro vanga vachidawo mhikicha NE matrix??But
pa fair guys Mai ginimbi vanga vachida kunodi apo because mai titi was still busy with visitors taking pictures ko ivo vanga vakunoitei ikoko kumberi?vanonyanya kunge vakaiswa mabattery akapreswa on??Ndabva ndafunga imwe video yakatenderera pano mazuva apfuura ayo yevasikana vaTrevor vaya
Ko ivo vanga vachiendepi nhaimi vasina kudamwa
Pakadai unongozosara nyama chete mweya usisipo panzvimbo watungamira kumba???Ini ukauya pamberi pangu ndichitorwa pic ndotokudzinga.. Mirira ndipedze yandikuita wozokumbiraLost In Ashes at Airport ????