Monday, November 17

Mai Rasy Ku Subortage Rufu Rwemwana Ngavasadaro

Mai Rasy soon vachaona kuti social media haina kwayo. Vachaundugwa murume wavo ago yanikwa, their past igounzwa havasi kunyatsoizivaSisi Mecky vanyora vachida help kuna Mai

 

 

 

 

Titi kuratidza kuti azvina kumira mushe Havana mari ♥️ Ndatofunga kuti vanhu vachaita zuva rese vachiona kuti zvinhu zvavo zva In order.Mai Raisy vabva vavhiringa zvenhamo vakunokukuradzana na Byt ezvino ndivo vakupihwa attention. SISI MECKY VARIKUDA HELP VAKAWANDA

 

 

 

 

VATOKANGANWA .Matadza kuzounza Hama yenyu mai Byt Mangwana zvenhamo zvapera hatidi vanhu vari selfish pano.Zvamaita maratidza kusafunga matadza kuremekedza mumwe wenyu nekuda attention musazodaro .Ngaticheme nevano chema

  • Share: