Tuesday, May 14

Mai Tinashe Mugabe DNA Vogarisa Zuva Habane Mudish Mushure Mekunge Ati Havagone Kupfeka

Iye zuva wacho nekuziva kwake zvinoda varume anaye hre murume wacho nxaaaaaa teacher wemamarriage apa imba yacho haunaTikwanirei kni anambwa imi zvamogona kupfeka makatadza ney kugara mudzimba iye arikutodiwa nekupfeka kwake ikoko arimo imi mogona varip venyu varume

 

 

 

 

 

 

 

 

kupuwa advice nemnhu akatadza yake imbaNdopanorasika vakadzi ipapa. Unopihwa advice yekupfeka nemunhu akatadza imba. Kana achigona kupfeka ko sei asina kuzowana mumwe murume nanhasi anongozviti urban tete murume arikutomuda ipopaya.Handiwirirani zvangu nechinyorwa chemukadzi uyu...Munhu anopfeka zvaanoda achirarama zvaanoda...ndiyo freedom yachoka😌😌

 

 

 

 

 

 

 

 

 

Mai Mugabe pfekai zvamunonzwa kuda hamugare navo vanotaura Izvozvi Kana VaMugabe vachizvida carry on Munhu wese ane zvaanoda .And murume wenyu kana achikudai zvamuri it’s ok Zvekuti makaroorwa ne murume anoda zvinhu avaudza Ndiani kuti anoda zvinhu itai zve kumba kwenyu Mai Mugabe siyanai ne vanoukuraAt the end of the day munhu anongoita zvaanoda nelife yake

  • Share: