Tuesday, January 31

Mai TT Voitira Zuva Habane Hasha NeJerasi Nekuti Akudanana Na Shepilo

Ndotoshaya vanhu vanoda kundisvotesa nenyaya yema x angu 🙄pahistory yangu yerunyengo makambonzwa kunzi ndadzokerana naex?? Munofunga havambodzoke here vachinyengerera kuseri?? I don’t move backwards ini I move fast forward like a wifi mufunge musazvinetse henyu nekusweroti hee ex wangu atorwa nanhingi inini handidzokere kumarutsi ndotosiira vamwe marutsi.

I lead you follow

Zvisina basa tokanganwa

  • Share: