Thursday, December 01

Mai TT Voramba Kuroya MadamBoss Hanzi Dai Ndirimuroyi Tinashe Maphosa Dai Ndakauraya Kare

Munot dayi ndirimuroyi chaiye anogona kuuraya vanhu ,Badista akaba mariyangu nekusiya akwereta vanhu nekundisiya ndichisafa nezvikwereti arimupenyu here ???

I ve got more serious things to do in my life than kuroya vanhu ve pafacebook.

Panevandotoda kuroya vakandisiya ndiri pachena but thank God handizive kana direction yekuvaroyi.

Haisi nyore kuparadzirwa hupfumi hwako nemunhu omusiya achifamba zvinongoratidza kuti haugone kuroya kwacho.

Ndakazvarirwa muchikristu ndosaka ndichitorio easy target because handina gwenzi randoziva.

  • Share: