Tuesday, January 31

Mai TT Voseka Olinda Chapel Takupa Pressure Kusvika Wabuditsa Fake Bank Statement

Makamboona Zodwa?

Zari?

Beyoncé?

Rihana? The list is endless vachibudisa mabank statements 😂😂❤️unopiwa pressure kusvika wabudisa pant rawakapfeka mukati kuti tibeliever 😂❤️still after wabelievisa we refuse to call you rich 😂😂. You are a wanna be 😂😂😂taramba kumbunyikidzwa.

MaRich aunty ese anga ariku Miami lastweek iwe wawuripi palist 😂😂😂waurikuwawata pafacebook uku Tracy chapmen achiwacha mabandage 😂😂😂.

Kasoro

Tsek

Ndati ndikuudzeyi kuti kuBirmingham kurikutengeswa mabox eLouis Vuitton for £8 ototorwa hako video mabox asina chinhu 😂😂😂😂totokuti mbinga

Uk irikundidzidzisa zvakawanda

Have a blessed Sunday

  • Share: