Amai vekurova mwana vazozivikanwa and parizvino vava mumaoko emapurisa Ndeveku Bocha mubhuku ra Muchisi ku manicaland, vairovera mwana nyaya yekuti mwana adya chingwa kumaraini Mai ava ndimainini ve mwana uyu ,mai vake vakasiyana na baba