Friday, June 20

Maitt Waituka Nyika Yese Kuti Hamuna Mari Seat Down Iwe Utori Tsuro Yemubook Kuzviroora Nemari Yemufi Yakupfuka Hauna Nyadzi Ipa Tete Mildred Mari

Feli do you still remember uchituka chero munhu uchingoti ibvapaa hauna mari we all though kuti for sure unayo mari maparties uchiita ,matruck uchiita ,madhouse uchivhura adi nhasi wakutuka tete Mildred vakakubatsira.

Tokumbirawo udzose mari yemufi unoxviroodza nemari yemufi hauna nyadxi

  • Share: