Thursday, April 25

Majuzi From Macheso Band Wanga Wapedza Kuchema Mujadzi Nguvai Wakutotsika Jaivhi Asati Anomboputika mubox

Iwe Majuzi wanga wapedza kuchema mukadzi zvenguvai??? Haana kana week afirwa nemukadzi anga akutotsika jaivhi ku borrowdale race Cos uko.kuita kutamba kunge asina kufirwa

  • Share: