Sure vanhu ngavazive kuti vanhu ava vanoimba different type of music saka ngavamire izvozvo zveku compareWinky d ndibaba vekumba kwavo kwete vevanhuChinobhowa mafans a winky anoda kuforce vanhu kutii idai winky d ndibaba kusafarira winky d haisi mhosva
cz hasiye muimbi ega munyika dai ayive muimbi ega kungadai akaimba ega muZimbabwe yesezve cz isu vamwe vatitoterere music yake munhu nemunhu anoterera wanoda umwe anoda captain Britain umwe ngwere