Makutora mzansi kuita Zimbabwe mmm varume zvandaona ndatya
Mhanyai ku telegram Ikurooverwa mu bhawa yekedero
link ???
Vanhu havasisina respect ne chinhuVanhu vazhinji varikumhanyisa nyaya iyi vamwe varikutungamirirwa nemweya wekuseka vamwe nemweya wekuti zvavawana vamwe nemweya wekucondema but chimbotora few minutes dzekufunga kuti dai ari Mwanawako waitenderedza here nyaya iyi dai ari hanzvadzi tako waitendererdza here nyaya iyi hatisikutsigira hupombwe kwete but mu
oziva here kuti munogona kutonzwa kuti munhu uya azviuraya especially the woman so hatisikutsigira hupombwe zvachose kwete but ndinorwadziwa kuona mumwe munhu anozviti anonamata achitoseka nekufambisa nyaya yakadai wambopundawo here panguva yekunamatawo uchinamatira vatendi ivava wambonamatirawo here mweya iwoyu kuti ukundwe mumachech nezita raJesu vamwe vacho carikufambisa nyaya iyoyi kuseka or what mutoriwo nenyaya dzakakura kungoti hazvisati zvazikanwa chete . Sevatendi tinoziva tose tirimuhondo and zvinhu zvakadai zvinogona kuutika kuchurch kwenyu why can't we pray for vanhu ava kuti Mwari avawanirewo
nyasha vasunungurwe muhuranda wechivi Do you know kuti mupomeri wehama ndisatan so satan anogona kutodyarawo vanhu vake mumachurch vekuzoshandisa panguva dzakadai kuti Church ishoropodzwe mubvunzo wangu kwauri iwe museki nemunyombi nemupomeri haunawo here Nyaya dzako dzawakapotsa dzinozikanwa naMwari dzekuti vakadziti bvuu dai vaishanda sevanhu waipamira here
Sevatendi ngatisafara panowa mumwe wedu ngatizive kuti mangwana zvinogona kugogodza mumasuwo ako tomboti ndiwe wabatwa pakadai chii
chaungashuvire kuti vanhu vakuitire ko wadii kuutirawo mutadzi uyu akafanana newe izvozvo.Kkkk ummm asi ndoo paunoona kuti kururama chaiko haisi nyore ichi chiratidzo chezvinhu zvizhinji pakereke