Friday, May 30

Malloti Haasi Avekunyanya Here

Bruno anonyanya dzungu ....dzungu rembwaProblem takangofunga kuti vakadzi vese vanoda mari dzemahara, some they work hard havadyi zvemahara kunge honye๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚Ukaona munhu anosekerera hunhu

 

 

 

hwakafumuka kudai anoda kubikirwa doro ๐Ÿ™Œ chiii chinozhinyurisa pakungotuka munhu neasina kukutadzura ? uyu wamunoti Malloti achafira mumaoko evanhu mirai muone henyu .....Vanomusekerera vatoriwo neproblem chii chinonakidza pakutuka

 

 

 

Vulgar nxaaaa Kabias mhani wese anosapota tsvina idziBruno angori a giver hapana chitsva apa Mallot is too much anga achifanira kungoti no lm okay sorry zvako Bruno continue giving ,Blessed is the hand that gives with ,this insult God will bless you more.

  • Share: