Thank @presidentmnangagwa for empowering one of our own @comicelderofficial indeed this kind donation will improve his life. Ndazonyara kuti President tasiya @fretsdonzvoThanks to you Honorable
Minister for always being there for us. We celebrate all those you lifted nekumiririraYou played the MVP destiny helper for the young man! Thank you. Well deserved Coach Dikita! Tirikufara baba ????????????Hon Minister Tino Machakaire. Chikumbiro changu hangu ndechekuti musati maenda kune vamataura avo, murume anonzi Comic
Elder uyu ane umwe wake waanofamba naye nguva dzese kubva kare anonzi Tanaka Sosora. Dai mamurangarirawo veduwee. Haana mukurumbira asi he has been together naComic Elder building the brand.
Ndakatopfugama Minister nechikumbiro changu.