Wednesday, November 26

Manager Cover Link Financial Institute Manager From Gweru Vanoyera Jongwe Chete

Manager weCover Link Financial Institute kuGweru, vanoera Jongwe Chete, under 1 minute vanga vapedza. Vari kupisa paSocial Media mushure mekuburitswa kwevideo yavo vari muofficevachikambura bota remukadzi wemunhu. Zvakaitika izvi zvaburitsa ruzha rwemakuhwa, kuseka uye kushamisika sezvo vanhu vari kubvunza kuti chii chaicho? Ma streets eGweru neFacebook pages ari kungovava nekutaura nezvenyaya iyi sezvo vanhu vachiparadzira video iyi nekumhanya kwejecha!

Leaving a man because of cheating is like leaving a country because of Rain,it rains everywhere my sister sits down.

 

  • Share: