Step mother nababa vacho vauraya mwana wavo
Mapurisa ekuNyanga vasunga Chakupiwa Kamupira anemakore 38
NaMaria Chibego makors 38 mushure mekurova mwanasikana ane makore 17 ,mainini ava vakarova mwana kusvika akuvara nemaoko nechamboko nokuti vaiti akanga asina kuvata pamba musiwa 14
Vaona kuti akuvara zvakanyanya vakazomusenga kuinda naye kuchipatara uko akanosvika achifa manurse ndokudana mapurisa vaviri ava nyaya yavo haisati yapinda mudare sezvo pari kuitwa postmortem nekugadzirira kuviga mutumbi wemwanasikana
Huye zvakaitika nezuro
Chimusasa bussiness centre
MUNODIREIKO VARUME VANE VANA VAVO KANA MUINE UTSINYE!!!!!!!!Nesuwo Wana mai zvivindi zvekuchengeterwa vana na step mother tirikuzvitora kupiwo.Our kids are our everything ngatitambure nevana wedu madzimai.SAD💔 | Baba naStep mother vakauraya mwana wavo musikana ane 17 years kuNyanga
ZRP have arrested Chakupiwa Kamupira (48) and Maria Chibego (38) for a murd€r that happened at Chimusasa Business Centre in Nyanga on 14 July 2025.
Rumbidzai Kamupira (17), who di€d, was beat€n by her stepmother, Maria Chibego, using open hands and a switch because she did not sleep at home the night before. Her father, Chakupiwa Kamupira, also beat her with a switch. She di€d after being taken to a local clinic.