Friday, May 03

Mashura Baba Rokadhiya Voratidza Vofumura Mai Rokadhiya Anehuchapa Gambi Rinonhuwa Anovata Nenduwe Yaaswera Akapfeka Zvionereyi

Mashura Baba Rokadhiya Vofumura Mai Rokadhiya Anehuchapa Gambi Rinonhuwa Anovata Nenduwe Yaaswera Akapfeka.

 

 


 

 

 

Atorinani anovata nenduwe yaaswera nayo pane anochinjanisa mahure. You're just toxic baba Roka, bitterness ichakupengesai henyu. Mune vana vasikana how do yu feel vachiitwa so and yu have sisters too to protect. Bvaapa apa all along mamusingazvioni, you are jus a naccissist,Chero the next women you won’t be satisfied,Mai Rokadiya shine we luv you wakadero.


Kamuroyi kemurume momatter what ure going to say we see it as bitterness pamunhu wechirume akaita senge iwe ndiwe waitouya netsvina yakatownada kubva Kuma simbeke ako makidiga awairara nawo kuunza bad energy mumba ndiwe waitoita kuti zvinhi zvisafambe uchaona mururme achasimudza mai rokadhiya uchaita weak hako. Iyo weti inonhuwa kani uuuuh ma 1. Asi mazuvano vakadzi vamuka kuti kune acharara nenduwe yaaswera nayo . Huchapa hwasara kuvarume ndovasiri kuda kugeza kkkkkkwa hatisi kurwa.

Baba Rokadhiya makaiona here post muchinzi mafa ,from there l search your name kutoona muchi post why people vakanyepa kudaro. But pa fair this guy haana kumbotendeka munhu but kungoti ppl we like nyaya dzevanhu chete and by so doing the more he gets popular.....Wakamboda kuzviuraya ozorega unobva watoita down syndrome wazvionaka zvawave.Chitiudzawo date rako chairo rauchazviuraya tiwane kusanganisa tuma R50 twechema tichipemberera kuti zvaendwa tiwane rugare ,karume kasina order.


akadzi kaindi yevarume vakadai siyai chero phone number usape 😂Kaindi yemurume akadai haichinje.Kaindi yemurume akadai. Kuti ndiwe ine basa hr apa ,no andioni inebasa ,chakakosha rudo anogona kuvata nenduwe yaaswera nayo bt anemazirudo so ,koita anochinja nduwe every hour aine hu beast maari asi ari munhu.


 

 

 

Mashura Baba Rokadhiya Vofumura Mai Rokadhiya Anehuchapa Gambi Rinonhuwa Anovata Nenduwe Yaaswera Akapfeka.Mashura Baba Rokadhiya Vofumura Mai Rokadhiya Anehuchapa Gambi Rinonhuwa Anovata Nenduwe Yaaswera Akapfeka

  • Share: