Thursday, April 25

Mashura Hanzi NaPatricia Jack Tete Mildred Vakatumira Mai TT Mari Yavakashandisa Kuti Munhu Arohwe Munhu Akafa

Tete Mildred ummmmm ndatya nemi zvakumaker sense now yoh@kety Ketty Masomera ummmm vanhu vanotyisa ava haaa ,stay clearence tete Mildred oh mumwe achapika Jere gore rino senge imi muri kumhiri .....zvandanzwa zvandityisa veduwee that's why tete midhi makangopora pora henyu muri masindicate nakamuchachilo.

Tete Mildred you have a case to answer. Makapa kamuchacha mari yekuti arovese munhu akafa. Huh panenyaya kana chiri chokwadi

  • Share: